2 Samuel 11:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino neŋguʋa yamaɗekwana, Davidi akamuka panhoʋo dzake, akafamba pamsoro peɗeŋga reimba yamambo; akaʋona, ari’po paɗeŋga, mukadzi wakaŋga acishamba; ɀino mukadzi uyo wakaŋga akanaka kwaɀo pakuʋonekwa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino rimwe zuva madekwana Dhavhidhi akamuka pamubhedha wake akafamba pamusoro pedenga romuzinda. Aripo padenga akaona mukadzi aishamba. Mukadzi uyu akanga akanaka kwazvo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakaitika kuti manheru zuva rarereka Dhavhidhi akamuka pamubhedha wake ofamba-famba zvake padenga remba yamambo, ari padengapo akaona mukadzi aishamba muviri. Mukadzi uya akanga aine chimiro chakanaka kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nenguva yamadekwana, Dhavhidhi akamuka panhoo dzake, akafamba pamusoro pedenga reimba yamambo; akaona, aripo padenga, mukadzi wakanga achishamba; zvino mukadzi uyo wakanga akanaka kwazvo pakuonekwa kwake.
Shona 2009?
Zvino nenguva yamadekwana, Dhavhidhi akamuka panhovo dzake, akafamba pamusoro pedenga reimba yamambo; akaona, aripo padenga, mukadzi wakanga achishamba; zvino mukadzi uyo wakanga akanaka kwazvo pakuonekwa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nenguva yamadekwana, Dhavhidhi akamuka panhoo dzake, akafamba pamusoro pedenga reimba yamambo; akaona, aripo padenga, mukadzi wakanga achishamba; zvino mukadzi uyo wakanga akanaka kwazvo pakuonekwa kwake.