2 Samuel 11:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana kutsamŋa kwamambo kukamuka, iye akati kwauri: Makasweɗerereiko pedyo ɀikuru neguta pakurwa kwenyu? Hamuna kuziʋa here kuti ʋacafura ʋari paruȿiŋgo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
hasha dzamambo dzingakwira, uye angangokubvunza achiti, ‘Ko, sei maswedera pedyo zvakadaro neguta muchirwa? Manga musingazivi here kuti vaizokupfurai nemiseve vari parusvingo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana mambo akaviruka nehasha akati kwauri, ‘Pakurwa kwenyu makasvikirei pedyo neguta kudaro? Hamaizviziva here kuti vaizopfura vari parusvingo?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana kutsamwa kwamambo kukamuka, iye akati kwauri, ‘Makaswederereiko pedyo zvikuru neguta pakurwa kwenyu? Hamuna kuziva here kuti vachafura vari parusvingo?
Shona 2009?
kana kutsamwa kwamambo kukamuka, iye akati kwauri, `Makaswederereiko pedo zvikuru neguta pakurwa kwenyu? Hamuna kuziva here kuti vachafura vari parusvingo?
Shona SUB 2002 Bible
kana kutsamwa kwamambo kukamuka, iye akati kwauri, ‘Makaswederereiko pedyo zvikuru neguta pakurwa kwenyu? Hamuna kuziva here kuti vachafura vari parusvingo?