2 Samuel 11:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukadzi waUria wakati anzwa kuti murume wake Uria wafa, akacema murume wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mukadzi waUria paakanzwa kuti murume wake akanga afa, akamuchema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi waUriya paakanzwa kuti murume wake Uriya akafa akachema murume wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukadzi waUriya wakati anzwa kuti murume wake Uriya wafa, akachema murume wake.
Shona 2009?
Zvino mukadzi waUriya wakati anzwa kuti murume wake Uriya wafa, akachema murume wake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukadzi waUriya wakati anzwa kuti murume wake Uriya wafa, akachema murume wake.