2 Samuel 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akatuma munhu kundobvunza kuti mukadzi uyo ndianiko? Mumŋe akati: Ko haazi iye Bati‐sheba mukunda waEriami, mukadzi waUria muHiti here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Dhavhidhi akatuma munhu kundobvunza nezvomukadzi uyu. Murume akatumwa akati, “Ko, uyu haasi Bhatishebha here mwanasikana waEriamu mukadzi waUria muHiti?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akatuma munhu kundobvunza kuti mukadzi iyeyo ndiani. Mumwe akati, “Haasi Bhatishebha here, mwana waEriamu mudzimai waUriya muHiti?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akatuma munhu kundobvunza kuti mukadzi uyo ndianiko? Mumwe akati, “Ko haazi iye Bhatishebha mukunda waEriami, mukadzi waUriya muHiti here?”
Shona 2009?
Dhavhidhi akatuma munhu kundobvunza kuti mukadzi uyo ndianiko? Mumwe akati, "Ko haazi iye Bhatishebha mukunda waEriami, mukadzi waUriya muHiti here?"
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akatuma munhu kundobvunza kuti mukadzi uyo ndianiko? Mumwe akati, “Ko haazi iye Bhatishebha mukunda waEriami, mukadzi waUriya muHiti here?”