2 Samuel 11:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi akatora mimba, akatuma shoko kunaDavidi akamuʋudza, akati: Ndaʋa nemimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi uyu akabata pamuviri ndokubva atuma shoko kuna Dhavhidhi achiti, “Ndava nemimba.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabata pamuviri akabva atumira shoko kuna Dhavhidhi rokuti, “Ndava napamuviri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi akatora mimba, akatuma shoko kuna Dhavhidhi akamuudza akati, “Ndava nemimba.”
Shona 2009?
Mukadzi akatora mimba, akatuma shoko kuna Dhavhidhi akamuudza akati, "Ndava nemimba,"
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi akatora mimba, akatuma shoko kuna Dhavhidhi akamuudza akati, “Ndava nemimba.”