2 Samuel 11:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akatuma shoko kunaJoabi, akati: Tuma Uria muHiti, aʋuye kwandiri. Joabi akatuma Uria kunaDavidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Dhavhidhi akatuma shoko kuna Joabhu akati, “Nditumire Uria muHiti.” Saka Joabhu akamutumira kuna Dhavhidhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi ndokutumira shoko kuna Joabhu rokuti, “Nditumire kuno Uriya muHiti.” Joabhu akatumira Uriya kuna Dhavhidhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akatuma shoko kuna Joabhu, akati, “Tuma Uriya muHiti, auye kwandiri.” Joabhu akatuma Uriya kuna Dhavhidhi.
Shona 2009?
Dhavhidhi akatuma shoko kuna Joabhu, akati, "Tuma Uriya muHiti, auye kwandiri." Joabhu akatuma Uriya kuna Dhavhidhi.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akatuma shoko kuna Joabhu, akati, “Tuma Uriya muHiti, auye kwandiri.” Joabhu akatuma Uriya kuna Dhavhidhi.