2 Samuel 11:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Uria wakati aciȿika kwaari, Davidi akamubvunza kuti Joabi wakaɗini, naʋanhu ʋakaɗini, nokurwa kwakaɗini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uria akati asvika kwaari, Dhavhidhi akamubvunza kuti Joabhu aiva akadini hake, zvose navarwi uye kuti hondo yaifamba sei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakasvika Uriya kwaari, Dhavhidhi akamubvunza kuti zviri kufamba sei kuna Joabhu uye kuti vanhu vakadii zvavo uyewo kuti hondo iri kurwiwa zvakadii.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Uriya wakati achisvika kwaari, Dhavhidhi akamubvunza kuti, “Joabhu wakadini, navanhu vakadini, nokurwa kwakadini.”
Shona 2009?
Zvino Uriya wakati achisvika kwaari, Dhavhidhi akamubvunza kuti, "Joabhu wakadini, navanhu vakadini, nokurwa kwakadini."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Uriya wakati achisvika kwaari, Dhavhidhi akamubvunza kuti, “Joabhu wakadini, navanhu vakadini, nokurwa kwakadini.”