2 Samuel 11:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi akati kunaUria: Ƃurukira kumba kwako, undoshambidza tsoka dzako. Uria akabva paimba yamambo, akatumirwa cipo ceɀokudya namambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akati kuna Uria, “Enda hako kuimba yako unoshamba tsoka dzako.” Naizvozvo Uria akabva pamuzinda wamambo, uye achangoenda, mambo akamutumira chipo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kuna Uriya, “Chimboenda zvako kumba kwako umbondoshamba tsoka dzako uzorore.” Uriya akabuda mumuzinda wamambo achiteverwa pakarepo nechipo chakabviswa namambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi akati kuna Uriya, “Burukira kumba kwako, undoshambidza tsoka dzako.” Uriya akabva paimba yamambo, akatumirwa chipo chezvokudya namambo.
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi akati kuna Uriya, "Burukira kumba kwako, undoshambidza tsoka dzako." Uriya akabva paimba yamambo, akatumirwa chipo chezvokudya namambo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi akati kuna Uriya, “Burukira kumba kwako, undoshambidza tsoka dzako.” Uriya akabva paimba yamambo, akatumirwa chipo chezvokudya namambo.