2 Samuel 11:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Uria wakaʋata pamukoʋa weimba yamambo pamŋe cete naʋaranda ʋose ʋatenzi wake, haana‐kuɓurukira kumba kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Uria akarara pasuo romuzinda navaranda vose vatenzi wake akasaenda kumba kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Uriya akarara kumusuo womuzinda wamambo pamwechete navamwe vavaranda vatenzi wake. Haana kudzika kumba kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Uriya wakavata pamukova weimba yamambo pamwechete navaranda vose vatenzi wake, haana kuburukira kumba kwake.
Shona 2009?
Asi Uriya wakavata pamukova weimba yamambo pamwechete navaranda vose vatenzi wake, haana kuburukira kumba kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Uriya wakavata pamukova wemba yamambo pamwechete navaranda vose vatenzi wake, haana kuburukira kumba kwake.