2 Samuel 12:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino munondo hauŋgabvi paimba yako nokusiŋgaperi; nokuti wakandiɀidza, ukatora mukadzi waUria muHiti kuti aʋe mukadzi wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, munondo hauchazobvi mumba mako, nokuti wakandizvidza uye ukatora mukadzi waUria muHiti kuti ave wako.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka naizvozvo hondo yebakatwa haibve mumba mako nokuti wandizvidza ukatora zvako mukadzi waUriya muHiti uchimuita wako.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino munondo haungabvi paimba yako nokusingaperi; nokuti wakandizvidza, ukatora mukadzi waUriya muHiti kuti ave mukadzi wako.’
Shona 2009?
Naizvozvo zvino munondo haungabvi paimba yako nokusingaperi; nokuti wakandizvidza, ukatora mukadzi waUriya muHiti kuti ave mukadzi wako.'
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino munondo haungabvi paimba yako nokusingaperi; nokuti wakandizvidza, ukatora mukadzi waUriya muHiti kuti ave mukadzi wako.’