2 Samuel 12:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Davidi akati kunaNatani: Ndatadzira Jehova. Natani akati kunaDavidi: Jehova wakaŋganwira ʋo ɀiʋi ɀako; hauŋgafi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akati kuna Natani, “Ndakatadzira Jehovha.” Natani akapindura akati, “Jehovha akuregerera chitadzo chako. Haungafi hako kwete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kuna Natani, “Ndakatadzira Tenzi.” Natani ndokuti kuna Dhavhidhi, “Tenzi akuregererai chitadzo chenyu hamuchafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Dhavhidhi akati kuna Natani, “Ndatadzira Jehovha.” Natani akati kuna Dhavhidhi, “Jehovha wakanganwirawo zvivi zvako; haungafi.
Shona 2009?
Ipapo Dhavhidhi akati kuna Natani, "Ndatadzira Jehovha." Natani akati kuna Dhavhidhi, "Jehovha wakangamwirawo zvivi zvako; haungafi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Dhavhidhi akati kuna Natani, “Ndatadzira Jehovha.” Natani akati kuna Dhavhidhi, “Jehovha wakanganwirawo zvivi zvako; haungafi.