2 Samuel 12:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Mŋana aciri mupenyu ndakaɀinyima ɀokudya, ndikacema, nokuti ndakati: Ndianiko uŋgaziʋa, ɀimŋe Mŋari uŋgandinzwira tsitsi, mŋana akararama hake?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akapindura akati, “Apo mwana paakanga achiri mupenyu, ndakatsanya uye ndikachema. Ndaifunga kuti, ‘Ndiani anoziva? Zvimwe Jehovha angandinzwira nyasha akaita kuti mwana ararame.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Mwana paanga achiri mupenyu, ndanga ndichitsanya ndichichema ndichiti hazvizikanwe zvimwe Tenzi angandinzwire tsitsi mwana akararama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Mwana achiri mupenyu ndakazvinyima zvokudya, ndikachema, nokuti ndakati, ‘Ndianiko ungaziva, zvimwe Mwari ungandinzwira tsitsi, mwana akararama hake?’
Shona 2009?
Iye akati, "Mwana achiri mupenyu ndakatsanya, ndikachema, nokuti ndakati, `Ndianiko ungaziva, zvimwe Mwari ungandinzwira tsitsi, mwana akararama hake?'
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Mwana achiri mupenyu ndakazvinyima zvokudya, ndikachema, nokuti ndakati, ‘Ndianiko ungaziva, zvimwe Mwari ungandinzwira tsitsi, mwana akararama hake?’