2 Samuel 12:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joabi akatuma nhume kunaDavidi, akati: Ndandorwa neRaba, ndikakunda guta remvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Joabhu akatuma nhume kuna Dhavhidhi, achiti, “Ndarwisa Rabha uye ndikatora nzvimbo inobva mvura yeguta iri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joabhu ndokubva atuma nhume kuna Dhavhidhi kundoti, “Ndakarwisa Rabha, ndikarikurira guta remvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joabhu akatuma nhume kuna Dhavhidhi, akati, “Ndandorwa naRabha, ndikakunda guta remvura.
Shona 2009?
Joabhu akatuma nhume kuna Dhavhidhi, akati, "Ndandorwa neRabha, ndikakunda guta remvura.
Shona SUB 2002 Bible
Joabhu akatuma nhume kuna Dhavhidhi, akati, “Ndandorwa naRabha, ndikakunda guta remvura.