2 Samuel 12:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino, ʋuŋganidzai ʋanhu ʋakasara, mudzike matente enyu paguta, murikunde, ini ndirege kuzokunda guta, rikatumidzwa zita raŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo unganidzai varwi vose mukombe guta mugorikunda. Zvikasadaro ini ndichatora guta, uye rinozotumidzwa zita rangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka zvino chiunganidzai vamwe varwi vose mukombe guta iri murikurire. Ndingazodaro ndikarikurira ndiri ini, guta rikazodaidzwa nezita rangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino, unganidzai vanhu vakasara, mudzike matende enyu paguta, murikunde, ini ndirege kuzokunda guta, rikatumidzwa zita rangu.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvino, unganidzai vanhu vakasara, mudzike matende enyu paguta, murikunde, ini ndirege kuzokunda guta, rikatumidzwa zita rangu."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino, unganidzai vanhu vakasara, mudzike matende enyu paguta, murikunde, ini ndirege kuzokunda guta, rikatumidzwa zita rangu.”