2 Samuel 12:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi murombo wakaŋga asinecinhu, asi gwaiana rimŋe ɗuku reshece, raakaŋga ateŋga, akarirera; rikakura kwaari pamŋe cete naʋana ʋake, rikadya ɀokudya ɀake, nokunwira pamukombe wake, nokuʋata pacifuʋa cake, rikafanana nomukunda wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi murombo akanga asina chinhu kusara kwegwayana rimwe chete raakanga atenga. Akarirera, rikakura naye navana vake. Raidya pamwe chete naye, richinwira pamukombe waayinwira, uye richirara pamaoko ake. Rakanga rakaita somwanasikana kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi murombo akanga asina nechinhu chose achingova chete nehwayana sheshe yaakanga atenga. Akairera ikakura ainayo pamwechete navana vake. Chaaidya ndochayaidyawo ichinwirawo mumukombe wake, ichitorara zvayo mumaoko ake, ichinge mwanasikana kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi murombo wakanga asine chinhu, asi gwayana rimwe duku resheshe, raakanga atenga, akarirera; rikakura kwaari pamwechete navana vake, rikadya zvokudya zvake, nokunwira pamukombe wake, nokuvata pachifuva chake, rikafanana nomukunda wake.
Shona 2009?
asi murombo wakanga asine chinhu, asi gwayana rimwe duku resheshe, raakanga atenga, akarirera; rikakura kwaari pamwechete navana vake, rikadya zvokudya zvake, nokumwira pamukombe wake, nokuvata pachifuva chake, rikafanana nomukunda wake.
Shona SUB 2002 Bible
asi murombo wakanga asine chinhu, asi gwayana rimwe duku resheche, raakanga atenga, akarirera; rikakura kwaari pamwechete navana vake, rikadya zvokudya zvake, nokunwira pamukombe wake, nokuvata pachifuva chake, rikafanana nomukunda wake.