2 Samuel 12:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo kutsamŋa kwaDavidi kwakamukira munhu uyu kwaɀo, akati kunaNatani: NaJehova mupenyu, munhu wakaita kuɗai, unofanira kufa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akatsamwira munhu uyu zvikuru kwazvo akati kuna Natani, “Chokwadi naJehovha mupenyu, munhu akaita zvinhu zvakadai anofanira kufa!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akavirukira munhu iyeyo nehasha akati kuna Natani, “NaTenzi chaiye mupenyu, munhu iyeyo anofanira kufa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo kutsamwa kwaDhavhidhi kwakamukira munhu uyu kwazvo, akati kuna Natani, “NaJehovha mupenyu, munhu wakaita kudai, anofanira kufa.
Shona 2009?
Ipapo kutsamwa kwaDhavhidhi kwakamukira munhu uyu kwazvo, akati kuna Natani, "NaJehovha mupenyu, munhu wakaita kudai, anofanira kufa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo kutsamwa kwaDhavhidhi kwakamukira munhu uyu kwazvo, akati kuna Natani, “NaJehovha mupenyu, munhu wakaita kudai, anofanira kufa.