2 Samuel 12:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye unofanira kuripira gwaiana iro namanna, ɀaakaita iɀoɀo, ʋuye ɀaakaŋga asinenyasha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anofanira kuripira gwayana iri kakapetwa runa pamusoro, nokuti akaita zvinhu zvakadai uye akasava netsitsi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anofanira kuripa hwayana iyoyo kakapetwa kana pamusana pezvaakaita izvozvo uye pamusana pokuti haana kuita tsitsi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye unofanira kuripira gwayana iro namana, zvaakaita izvozvo, uye zvaakanga asine nyasha.”
Shona 2009?
Uye anofanira kuripira gwayana iro namana, zvaakaita izvozvo, uye zvaakanga asine nyasha."
Shona SUB 2002 Bible
Uye unofanira kuripira gwayana iro namana, zvaakaita izvozvo, uye zvaakanga asine nyasha.”