2 Samuel 12:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Natani akati kunaDavidi: Ndiwe munhu uyo! Ɀanzi naJehova Mŋari waIsraeri: Ndakakuzodza iwe kuti uʋe mambo waIsraeri, ndikakurwira paruʋoko rwaSauro,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Natani akati kuna Dhavhidhi, “Ndimi munhu uyo! Zvanzi naJehovha, Mwari weIsraeri, ‘Ndakakuzodza kuti uve mambo weIsraeri, uye ndakakununura kubva paruoko rwaSauro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Natani ndokuti kuna Dhavhidhi, “Iyemi ndimi munhu wacho. Zvanzi naTenzi, Mwari weIsiraeri, ‘Ndakakugadza umambo hweIsiraeri ndikakununura mumaoko aSauro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Natani akati kuna Dhavhidhi, “Ndiwe munhu uyo! Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri, ‘Ndakakuzodza iwe kuti uve mambo waIsiraeri, ndikakurwira paruoko rwaSauro,
Shona 2009?
Natani akati kuna Dhavhidhi, "Ndiwe munhu uyo! Zvanzi naJehovha Mwari walsiraeri, `Ndakakuzodza iwe kuti uve mambo waIsiraeri, ndikakurwira paruoko rwaSauro,
Shona SUB 2002 Bible
Natani akati kuna Dhavhidhi, “Ndiwe munhu uyo! Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri, ‘Ndakakuzodza iwe kuti uve mambo waIsiraeri, ndikakurwira paruoko rwaSauro,