2 Samuel 13:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati asweɗera pedyo kwaari naɀo, iye akamuɓata, akati kwaari: Ʋuya uʋate neni, hanɀadzi yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi akati achimupa kuti adye, iye akamubata akati, “Uya urare neni, hanzvadzi yangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi paakati achisvika nazvo pedyo naye kuti achidya, akabva amuti kachi akamuti, “Hanzvadzi uya tirare tose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati aswedera pedyo kwaari nazvo, iye akamubata, akati kwaari, “Uya uvate neni, hanzvadzi yangu.”
Shona 2009?
Zvino wakati aswedera pedo kwaari nazvo, iye akamubata, akati kwaari, "Uya uvate neni, hanzvadzi yangu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati aswedera pedyo kwaari nazvo, iye akamubata, akati kwaari, “Uya uvate neni, hanzvadzi yangu.”