2 Samuel 13:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akamupindura, akati: Kwete, hanɀadzi yaŋgu, usandicinya; nokuti cinhu cakaɗai hacifaniri kuitwa pakati paIsraeri; usaita cinhu ici cakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati kwaari, “Kwete, hanzvadzi yangu! Usandichinya. Chinhu chakadai hachifaniri kuitwa muIsraeri! Usaita chinhu chakaipa zvakadai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tamari akamuti, “Aiwa hanzvadzi! Rega kundibata chibharo. Zvakadai hazvifaniri kuitwa muIsiraeri. Usaite urombe hwakadai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akamupindura akati, “Kwete, hanzvadzi yangu, usandichinya; nokuti chinhu chakadai hachifaniri kuitwa pakati pavaIsiraeri; usaita chinhu ichi chakaipa.
Shona 2009?
Iye akamupindura akati, "Kwete, hanzvadzi yangu, usandichinya; nokuti chinhu chakadai hachifaniri kuitwa pakati pavaIsiraeri; usaita chinhu ichi chakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akamupindura akati, “Kwete, hanzvadzi yangu, usandichinya; nokuti chinhu chakadai hachifaniri kuitwa pakati paVaIsiraeri; usaita chinhu ichi chakaipa.