2 Samuel 13:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Amnoni akamuʋeŋga nokuʋeŋga kukuru kwaɀo; nokuti kuʋeŋga kwaakamuʋeŋga nako, kwakapfuʋura ruɗo rwaaimuɗa narwo. Amnoni akati kwaari: Muka, uende.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Amunoni akabva amuvenga nokuvenga kukuru kwazvo, akamuvenga kupfuura kumuda kwaaiva ambomuita. Amunoni akati kwaari, “Muka uende!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Amunoni akabva amuvenga zvokuvenga zviya zvokuti kumuvenga kwaakanga ava kuita kwakanga kwakura kupfuura kumuda kwaaita. Amunoni uyu ndokumuti, “Simuka, chibva pano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Amoni akamuvenga nokuvenga kukuru kwazvo; nokuti kuvenga kwaakamuvenga nako, kwakapfuura rudo rwaaimuda narwo. Amoni akati kwaari, “Muka, uende.”
Shona 2009?
Ipapo Amunoni akamuvenga nokuvenga kukuru kwazvo; nokuti kuvenga kwaakamuvenga nako, kwakapfuura rudo rwaaimuda narwo. Amunoni akati kwaari, "Muka, uende."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Amoni akamuvenga nokuvenga kukuru kwazvo; nokuti kuvenga kwaakamuvenga nako, kwakapfuura rudo rwaaimuda narwo. Amoni akati kwaari, “Muka, uende.”