2 Samuel 13:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akaɗana muranda wake wakaŋga acimuɓatira, akati: Dziŋga mukadzi uyu abve kwandiri, ukiye mukoʋa kana abva.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadana muranda wake akati kwaari, “Dzinga mukadzi uyu abve muno uye ukiye mukova kana achinge abuda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Amunoni akadaidza jaya akati “Buritsa mukadzi uyu muno mandiri uise chihuri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akadana muranda wake wakanga achimubatira, akati, “Dzinga mukadzi uyu abve kwandiri, ukiye mukova kana abva.”
Shona 2009?
Zvino akadana muranda wake wakanga achimubatira, akati, "Dzinga mukadzi uyu abve kwandiri, ukiye mukova kana abva."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akadana muranda wake wakanga achimubatira, akati, “Dzinga mukadzi uyu abve kwandiri, ukiye mukova kana abva.”