2 Samuel 13:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino makore maʋiri akati apfuʋura, Absaromi wakaŋga anaʋaʋeʋuri ʋamakwai paBaari‐hazori pedyo naEfraimi; Absaromi akakoka ʋana ʋose ʋamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mamakore maviri; vavevuri vamakwai aAbhusaromu pavakanga vari paBhaari Hazori pedyo nomuganhu weEfuremu, akakoka vanakomana vose vamambo kuti vauye ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure memakore maviri azere, Abhusharomu akanga ana vaveuri vake vehwai kuBhaarihazori pedyo nokwaEfuraimu. Abhusharomu akakokako vanakomana vamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino makore maviri akati apfuura, Abhusaromu wakanga ana vaveuri vamakwai paBhaarihazori pedyo naEfuremu; Abhusaromu akakoka vana vose vamambo.
Shona 2009?
Zvino makore maviri akati apfuura, Abhusaromu wakanga ana vaveuri vamakwai paBhaarihazori pedo naEfuremu; Abhusaromu akakoka vana vose vamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino makore maviri akati apfuura, Abhusaromu wakanga ana vaveuri vamakwai paBhaarihazori pedyo naEfuremu; Abhusaromu akakoka vana vose vamambo.