2 Samuel 13:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Amnoni wakaŋga aneshamŋari, yainzi Jonadabi mŋanakomana waShimea, mukoma waDavidi; ɀino Jonadabi wakaŋga ari munhu waiʋa namano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Amunoni aiva neshamwari yake yainzi Jonadhabhu mwanakomana waShimea, mukoma waDhavhidhi. Jonadhabhu akanga ari munhu aiva namano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Amunoni akanga aine shamwari yake yechikomana yainzi Jonadhabhu mwana waShimea mukoma waDhavhidhi. Jonadhabhu uyu akanga ari munhu akasvinuka zvikuru kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Amoni wakanga ane shamwari, yainzi Jonadhabhu mwanakomana waShimei, mukoma waDhavhidhi; zvino Jonadhabhu wakanga ari munhu waiva namano.
Shona 2009?
Asi Amunoni wakanga ane shamwari, yainzi Jonadhabhu mwanakomana waShimei, mukoma waDhavhidhi; zvino Jonadhabhu wakanga ari munhu waiva namano.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Amoni wakanga ane shamwari, yainzi Jonadhabhu mwanakomana waShimei, mukoma waDhavhidhi; zvino Jonadhabhu wakanga ari munhu waiva namano.