2 Samuel 13:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaciri munzira, shoko rikaȿika kunaDavidi rokuti: Absaromi waʋuraya ʋanakomana ʋose ʋamambo, hakuna‐wakasara kwaʋari kunyaŋge nomumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachiri munzira kudaro, shoko rakasvika kuna Dhavhidhi richiti, “Abhusaromu auraya vanakomana vose vamambo; hapana kana mumwe zvake asara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachiri munzira, kuna Dhavhidhi kwakasvika shoko raiti, “Abhusharomu auraya vanakomana vose vamambo hakuna nomumwe wavo asara.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachiti munzira, shoko rikasvika kuna Dhavhidhi rokuti, “Abhusaromu wauraya vanakomana vose vamambo, hakuna wakasara kwavari kunyangwe nomumwe.”
Shona 2009?
Zvino vakati vachiri munzira, shoko rikasvika kuna Dhavhidhi "Abhusaromu wauraya vanakomana vose vamambo, hakuna wakasara kwavari kunyangwe nomumwe."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachiti munzira, shoko rikasvika kuna Dhavhidhi rokuti, “Abhusaromu wauraya vanakomana vose vamambo, hakuna wakasara kwavari kunyangwe nomumwe.”