2 Samuel 13:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati apedza kutaura, ʋana ʋamambo ʋakaȿika, ʋakacema kwaɀo; namambo ʋo naʋaranda ʋake ʋose ʋakacema ʋo kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati achipedza kutaura, vanakomana vamambo vakabva vapinda, vachiungudza zvikuru. Zvino mambo pamwe chete navaranda vake vakachema neshungu kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achangoti pedzei kutaura vanakomana vamambo vaya vakabva varoverera kusvika, ndiye mhere povo. Mambowo namakurukota ake vakachema zvakanyanya kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakati apedza kutaura, vana vamambo vakasvika, vakachema kwazvo; namambowo navaranda vake vose vakachemawo kwazvo.
Shona 2009?
Wakati apedza kutaura, vana vamambo vakasvika, vakachema kwazvo; namambowo navaranda vake vose vakachemawo kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Wakati apedza kutaura, vana vamambo vakasvika, vakachema kwazvo; namambowo navaranda vake vose vakachemawo kwazvo.