2 Samuel 13:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akatuma shoko kumusha kunaTamari, akati: Enda ɀino kumba kwaAmnoni hanɀadzi yako, umugadzirire ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akatumira shoko kuna Tamari kumba kwamambo akati, “Enda kumba kwehanzvadzi yako Amunoni umugadzirire zvokudya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akabvawo atumira shoko kumba kuna Tamari rokuti, “Enda kumba kwehanzvadzi yako Amunoni umubikire zvokudya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akatuma shoko kumusha kuna Tamari, akati, “Enda zvino kumba kwaAmoni hanzvadzi yako, umugadzirire zvokudya.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akatuma shoko kumusha kuna Tamari, akati, "Enda zvino kumba kwaAmunoni hanzvadzi yako, umugadzirire zvokudya."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akatuma shoko kumusha kuna Tamari, akati, “Enda zvino kumba kwaAmoni hanzvadzi yako, umugadzirire zvokudya.”