2 Samuel 14:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joabi mŋanakomana waZeruya, wakaʋona kuti mŋoyo wamambo wakaŋga uciɗa Absaromi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Joabhu mwanakoma waZeruya akaziva kuti mwoyo wamambo wakanga woshuva Abhusaromu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joabhu mwanakomana waZeruya akazviziva kuti mwoyo wamambo wava kuna Abhusharomu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joabhu mwanakomana waZeruya, wakaona kuti mwoyo wamambo wakanga uchida Abhusaromu.
Shona 2009?
Zvino Joabhu mwanakomana waZeruya, wakaona kuti moyo wamambo wakanga uchida Abhusaromu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joabhu mwanakomana waZeruya, wakaona kuti mwoyo wamambo wakanga uchida Abhusaromu.