2 Samuel 14:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati: Aninani unotaura cinhu kwauri, ʋuya naye kwandiri, haaŋgazokugunɀi ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akapindura akati, “Kana munhu akataura chinhu kwauri, uya naye kwandiri, haangozokunetsizve.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akati, “Kuwana anenge angotaura kana chii zvacho, muunze kuno kwandiri haazombofa akakugunzva zvakare.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati, “Ani nani anotaura chinhu kwauri, uya naye kwandiri, haangazokugunzvizve.”
Shona 2009?
Mambo akati, "Ani nani anotaura chinhu kwauri, uya naye kwandiri, haangazokugunzvizve."
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati, “Ani nani anotaura chinhu kwauri, uya naye kwandiri, haangazokugunzvizve.”