2 Samuel 14:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukadzi akati: Murandakadzi wenyu ŋgaatenderwe hake kutaura shoko rimŋe kunashe waŋgu mambo. Iye akati: Taura hako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mukadzi uya akati, “Tenderai muranda wenyu kuti ataure shoko kuna ishe mambo wangu.” Iye akati, “Taura hako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi uyu akabva ati, “Mambo ndapota ndingapamhidzewo here kutaura zvimwe kwamuri changamire.” Iye akati, “Taura zvako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukadzi akati, “Murandakadzi wenyu ngaatenderwe hake kutaura shoko rimwe kunashe wangu mambo.” Iye akati, “Taura hako.”
Shona 2009?
Zvino mukadzi akati, "Murandakadzi wenyu ngaatenderwe hake kutaura shoko rimwe kunashe wangu mambo." Iye akati, "Taura hako."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukadzi akati, “Murandakadzi wenyu ngaatenderwe hake kutaura shoko rimwe kuna she wangu mambo.” Iye akati, “Taura hako.”