2 Samuel 14:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino murandakadzi wenyu akati: Ndinokumbira kuti shoko rashe waŋgu mambo riʋe rokunyaradza; nokuti ishe waŋgu mambo wakafanana nomutumŋa waMŋari pakuziʋa ɀakanaka neɀakaipa; Jehova Mŋari wenyu ŋgaaʋe nemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino murandakadzi wenyu anoti, ‘Ndinokumbira kuti shoko rashe mambo wangu rindinyaradze, nokuti ishe wangu mambo akafanana nomutumwa waMwari pakuziva zvakanaka nezvakaipa. Jehovha Mwari wenyu ngaave nemi.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini muranda wenyu ndakazvitiwo nechomumwoyo, zvichataurwa namambo changamire wangu ndozvichandigadzanisa mwoyo nokuti, mambo changamire wangu vakaita somutumwa waMwari pakusiyanisa chakanaka nechakaipa. Tenzi, Mwari wenyu ngaave nemi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino murandakadzi wenyu akati, ‘Ndinokumbira kuti shoko rashe wangu mambo rive rokunyaradza; nokuti ishe wangu mambo wakafanana nomutumwa waMwari pakuziva zvakanaka nezvakaipa; Jehovha Mwari wenyu ngaave nemi.’ ”
Shona 2009?
Zvino murandakadzi wenyu akati, `Ndinokumbira kuti shoko rashe wangu mambo rive rokunyaradza; nokuti ishe wangu mambo wakafanana nomutumwa waMwari pakuziva zvakanaka nezvakaipa; Jehovha Mwari wenyu ngaave nemi.' "
Shona SUB 2002 Bible
Zvino murandakadzi wenyu akati, ‘Ndinokumbira kuti shoko rashe wangu mambo rive rokunyaradza; nokuti ishe wangu mambo wakafanana nomutumwa waMwari pakuziva zvakanaka nezvakaipa; Jehovha Mwari wenyu ngaave nemi.’ ”