2 Samuel 14:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akapindura, akati kumukadzi: Usandiȿisira hako shoko randinokubvunza. Mukadzi akati: Ishe waŋgu ŋgaataure hake ɀino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akati kumukadzi, “Usandivanzira hako shoko randichakubvunza.” Mukadzi akati, “Ishe mambo wangu ngavataure havo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akazoti kumukadzi uyu, “Rega kundivanza pane zvandava kukubvunza zvino.” Mukadzi uyu ndokuti, “Bvunzai zvenyu, mambo changamire.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akapindura, akati kumukadzi, “Usavanzira hako shoko randinokubvunza.” Mukadzi akati, “Ishe wangu ngaataure hake zvino.”
Shona 2009?
Ipapo mambo akapindura, akati kumukadzi, "Usavanzira hako shoko randinokubvunza." Mukadzi akati, "Ishe wangu ngaataure hake zvino."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akapindura, akati kumukadzi, “Usavanzira hako shoko randinokubvunza.” Mukadzi akati, “Ishe wangu ngaataure hake zvino.”