2 Samuel 14:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muranda wenyu Joabi wakandiraira kushandura shoko iri kuɗai; asi ishe waŋgu wakaŋgwara, nokuŋgwara kwakafanana nokwomutumŋa waMŋari, nokuti munoziʋa ɀose ɀiri panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muranda wenyu Joabhu akaita izvi kuti ashandure mamiriro ezvinhu. Ishe wangu ano uchenjeri sohwomutumwa waMwari, anoziva zvose zvinoitika panyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gurukota renyu Joabhu ndiro rakaita izvi kuti mamiriro ezvinhu asanduke. Asi, changamire muri munhu akangwara somutumwa waMwari pakuziva zvinhu pasi pano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muranda wenyu Joabhu wakandiraira kushandura shoko iri kudai; asi ishe wangu wakangwara, nokungwara kwakafanana nokwomutumwa waMwari, nokuti munoziva zvose zviri panyika.”
Shona 2009?
Muranda wenyu Joabhu wakandiraira kushandura shoko iri kudai; asi ishe wangu wakangwara, nokungwara kwakafanana nokomutumwa waMwari, nokuti munoziva zvose zviri panyika."
Shona SUB 2002 Bible
Muranda wenyu Joabhu wakandiraira kushandura shoko iri kudai; asi ishe wangu wakangwara, nokungwara kwakafanana nokwomutumwa waMwari, nokuti munoziva zvose zviri panyika.”