2 Samuel 14:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akati kunaJoabi: Tarira ɀino, ndatenda haŋgu cinhu ici; naiɀoɀo cienda undotora jaya Absaromi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati kuna Joabhu, “Zvakanaka chose, ndichaita saizvozvo. Chienda, unouya nejaya Abhusaromu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akazoti kuna Joabhu, “Chinzwa, ndakubvumidza, enda undodzosa mukomana uyu Abhusharomu uuye naye kuno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akati kuna Joabhu, “Tarira zvino, ndatenda hangu chinhu ichi, naizvozvo chienda undotora jaya Abhusaromu.”
Shona 2009?
Ipapo mambo akati kuna Joabhu, "Tarira zvino, ndatenda hangu chinhu ichi, naizvozvo chienda undotora jaya Abhusaromu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akati kuna Joabhu, “Tarira zvino, ndatenda hangu chinhu ichi, naizvozvo chienda undotora jaya Abhusaromu.”