2 Samuel 14:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joabi akawira pasi neciso cake, akakotama, akaʋoŋga mambo. Joabi akati: Nhasi muranda wenyu unoziʋa kuti ndanzwirwa nyasha nemi, ishe waŋgu mambo; nokuti mambo wakaita ɀakumbirwa nomuranda wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joabhu akawira pasi nechiso chake achipa rukudzo, uye akaropafadza mambo. Joabhu akati, “Nhasi muranda wenyu aziva kuti awana nyasha pamberi penyu, ishe wangu mambo, nokuti mambo aita zvandakumbira ini muranda wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joabhu akati pasi gwadagwa achimuremekedza. Joabhu akarumbidza mambo achiti, “Nhasi uno, ini muranda wenyu, ndazoona kuti munondida, mambo changamire nokunzwa kwamaita chichemo changu, ini muranda wenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joabhu akawira pasi nechiso chake, akakotama, akavonga mambo. Joabhu akati, “Nhasi muranda wenyu unoziva kuti ndanzwirwa nyasha nemi, ishe wangu mambo; nokuti mambo wakaita zvakumbirwa nomuranda wake.”
Shona 2009?
Joabhu akawira pasi nechiso chake, akakotama, akavonga mambo. Joabhu akati, "Nhasi muranda wenyu unoziva kuti ndanzwirwa nyasha nemi, ishe wangu mambo; nokuti mambo wakaita zvakumbirwa nomuranda wake."
Shona SUB 2002 Bible
Joabhu akawira pasi nechiso chake, akakotama, akavonga mambo. Joabhu akati, “Nhasi muranda wenyu unoziva kuti ndanzwirwa nyasha nemi, ishe wangu mambo; nokuti mambo wakaita zvakumbirwa nomuranda wake.”