2 Samuel 14:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati: Ŋgaatsaukire kumba kwake, asi ŋgaarege kuʋona ciso caŋgu. Naiɀoɀo Absaromi akatsaukira kumba kwake, akasaʋona ciso camambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mambo akati, “Anofanira kuenda kuimba yake; haafaniri kuona chiso changu.” Saka Abhusaromu akaenda kumba kwake akasaona chiso chamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakadaro zvazvo mambo akati, “Ngaaende kumba kwake. Kwandiri kuno uku ngaarege kutsika.” Saizvozvo Abhusharomu akaenda kumba kwake, kwamambo akaregawo kusvika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati, “Ngaatsaukire kumba kwake, asi ngaarege kuona chiso changu.” Naizvozvo Abhusaromu akatsaukira kumba kwake, akasaona chiso chamambo.
Shona 2009?
Mambo akati, "Ngaatsaukire kumba kwake, asi ngaarege kuona chiso changu." Naizvozvo Abhusaromu akatsaukira kumba kwake, akasaona chiso chamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati, “Ngaatsaukire kumba kwake, asi ngaarege kuona chiso changu.” Naizvozvo Abhusaromu akatsaukira kumba kwake, akasaona chiso chamambo.