2 Samuel 14:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pakati paʋaIsraeri ʋose kwakaŋga kusinomunhu wairumbidzwa kwaɀo saAbsaromi pamsoro pokunaka kwake; kubva patsoka dzake kuȿikira kumusoro wake kwakaŋga kusinecinhu cakaremara kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
MuIsraeri mose makanga musina murume airumbidzwa navanhu nokuda kworunako rwake saAbhusaromu. Kubva kumusoro wake kusvikira kutsoka dzake pakanga pasina panonzi apa pakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
MuIsiraeri yose makanga musina munhu airumbidzwa saAbhusharomu pachimiro. Kubvira pasi petsoka dzake kusvikira panhongonya yomusoro wake akanga asina chinoshoreka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pakati pavaIsiraeri vose kwakanga kusino munhu wairumbidzwa kwazvo saAbhusaromu pamusoro pokunaka kwake; kubva patsoka dzake kusvikira kumusoro wake kwakanga kusine chinhu chakaremara kwaari.
Shona 2009?
Zvino pakati pavaIsiraeri vose kwakanga kusino munhu wairumbidzwa kwazvo saAbhusaromu pamusoro pokunaka kwake; kubva patsoka dzake kusvikira kumusoro wake kwakanga kusine chinhu chakaremara kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pakati paVaIsiraeri vose kwakanga kusino munhu wairumbidzwa kwazvo saAbhusaromu pamusoro pokunaka kwake; kubva patsoka dzake kusvikira kumusoro wake kwakanga kusine chinhu chakaremara kwaari.