2 Samuel 14:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati kuʋaranda ʋake: Tarirai munda waJoabi uri pedyo nowaŋgu, ʋuye unebari’po; endai mundoupisa. Ʋaranda ʋaAbsaromi ʋakandopisa munda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kumuranda wake, “Onaka, munda waJoabhu wakaganhurana nowangu, uye ane bhari imomo. Enda unopisa.” Naizvozvo varanda vaAbhusaromu vakapisa munda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhusharomu akazoti, “Handiti munda waJoabhu uri kumuganho nowanguka, ane bhari irimo, endai muupise nomoto.” Nokudaro varanda vakandoupisa nomoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati kuvaranda vake, “Tarirai munda waJoabhu uri pedyo nowangu, uye ane bhari; endai mundoupisa.” Varanda vaAbhusaromu vakandopisa munda.
Shona 2009?
Zvino akati kuvaranda vake, "Tarirai munda waJoabhu uri pedo nowangu, uye ane bhari; endai mundoupisa." Varanda vaAbhusaromu vakandopisa munda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati kuvaranda vake, “Tarirai munda waJoabhu uri pedyo nowangu, uye ane bhari; endai mundoupisa.” Varanda vaAbhusaromu vakandopisa munda.