2 Samuel 14:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joabi akasimuka, akaenda kunaAbsaromi kumba kwake, akati kwaari: Ʋaranda ʋako ʋapisireiko munda waŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Joabhu akaenda kumba kwaAbhusaromu akandoti kwaari, “Ko, varanda vako vapisirei munda wangu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joabhu ndokubva asimuka oenda kuna Abhusharomu kumba kwake ikoko. Akamuti, “Ko, varanda vako vapisireiko munda wangu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joabhu akasimuka, akaenda kuna Abhusaromu kumba kwake, akati kwaari, “Varanda vako vapisireiko munda wangu?”
Shona 2009?
Joabhu akasimuka, akaenda kuna Abhusaromu kumba kwake, akati kwaari, "Varanda vako vapisireiko munda wangu?"
Shona SUB 2002 Bible
Joabhu akasimuka, akaenda kuna Abhusaromu kumba kwake, akati kwaari, “Varanda vako vapisireiko munda wangu?”