2 Samuel 14:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukadzi weTekoa wakati acitaura namambo, akawira pasi neciso cake, akakotama, akati: Ndiɓatsirei, mambo waŋgu!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi akabva kuTekoa akati asvika kuna mambo, akawira pasi nechiso chake, kuri kupa rukudzo, akati, “Ndibatsireiwo, nhai mambo!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimai wokuTekowa uyu paakasvika kuna mambo akati pasi bvurugwada akatyora uso, achimuremekedza, akati, “Ndinunureiwo mambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukadzi weTekoa wakati achitaura namambo, akawira pasi nechiso chake, akakotama, akati, “Ndibatsirei, mambo wangu!”
Shona 2009?
Zvino mukadzi weTekoa wakati achitaura namambo, akawira pasi nechiso chake, akakotama, akati, "Ndibatsirei, mambo wangu!"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukadzi weTekoa wakati achitaura namambo, akawira pasi nechiso chake, akakotama, akati, “Ndibatsirei, mambo wangu!”