2 Samuel 14:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati kwaari: Unonzweiko? Akapindura, akati: Ɀirokwaɀo, ndiri cirikadzi, murume waŋgu wakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akamubvunza akati, “Watambudzwa neiko?” Iye akati, “Zvirokwazvo ndiri chirikadzi; murume wangu akafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akati kwaari, “Chakunetsa chii?” Iye akati, “Zvamunoona kudai, ndiri chirikadzi. Murume wangu akafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati kwaari, “Unonzweiko?” Akapindura, akati, “Zvirokwazvo, ndiri chirikadzi, murume wangu wakafa.
Shona 2009?
Mambo akati kwaari, "Unonzweiko?" Akapindura, akati, "Zvirokwazvo, ndiri chirikadzi, murume wangu wakafa.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati kwaari, “Unonzweiko?” Akapindura, akati, “Zvirokwazvo, ndiri chirikadzi, murume wangu wakafa.