2 Samuel 14:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tarirai, imba yose yamukira murandakadzi wenyu, ʋakati: Tipei uyo wakaʋuraya munuŋuna wake, timuʋuraye pamsoro poʋupenyu bgomunuŋuna wake waakaʋuraya, tiʋuraye nomudyi wenhaka ʋo; naiɀoɀo ʋacadzima zimbe raŋgu rakasara, ʋakasasiyira murume waŋgu zita kana mumŋe wakasara panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mhuri yose yamukira murandakadzi wenyu. Vari kuti, ‘Tipei uyo akauraya munun'una wake, kuti timuuraye nokuda kwoupenyu hwomunun'una wake, kuti timuuraye nokuda kwoupenyu hwomunun'una wake waakauraya; kunyange tichizobvisa mudyi wenhaka zvakare.’ Saka vachadzima zimbe rangu rimwe ranga rasara, vakasasiyira murume wangu zita kana rudzi panyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino mhuri yose yandimukira, ini muranda wenyu vari kuti, ‘Tipe kuno munhu akauraya mumwe wake timuuraye pamusana peropa romumwe wake waakauraya. Nokudaro vanenge votourayawo mugari wenhaka. Ipapo vanenge votondidzimira chitsiga chomoto changa chasara, zita romurume wangu rigorova, pobva porega kuwanika nowakewo anozosara panyika.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tarirai, imba yose yamukira murandakadzi wenyu, vakati, ‘Tipei uyo wakauraya munun’una wake, timuuraye pamusoro poupenyu hwomunun’una wake waakauraya, tiuraye nomudyi wenhakawo;’ naizvozvo vachadzima zimbe rangu rakasara, vakasasiyira murume wangu zita kana mumwe wakasara panyika.”
Shona 2009?
Zvino tarirai, imba yose yamukira murandakadzi wenyu, vakati, `Tipei uyo wakauraya munun'una wake, timuuraye pamusoro poupenyu hwomunun'una wake waakauraya, tiuraye nomudyi wenhakawo;' naizvozvo vachadzima zimbe rangu rakasara, vakasasiyira murume wangu zita kana mumwe wakasara panyika."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tarirai, imba yose yamukira murandakadzi wenyu, vakati, ‘Tipei uyo wakauraya munun'una wake, timuuraye pamusoro poupenyu hwomunun'una wake waakauraya, tiuraye nomudyi wenhakawo;’ naizvozvo vachadzima zimbe rangu rakasara, vakasasiyira murume wangu zita kana mumwe wakasara panyika.”