2 Samuel 15:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Absaromi akatuma munhu kundoɗana Ahitoferi muGironi, gurukota raDavidi, paguta rake Giro, paŋguʋa yaakaŋga aciɓayira ɀiɓayiro. Kuraŋgana uku kukaʋa nesimba, nokuti ʋanhu ʋakaramba ʋaciwanda kunaAbsaromi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhusaromu paakanga achipa zvipiriso akadanawo Ahitoperi muGironi, gurukota raDhavhidhi, kuti auye kubva kuGiro, guta raaigara. Ipapo urongwa hwokumukira mambo hwakabva hwasimba, uye vanhu vakatevera Abhusaromu vakaramba vachiwanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhusharomu paaingunopira zvibayiro kudaro akatumira shoko rokuti VaAhitoferi muGati jinda raDhavhidhi riuye kubva kuguta rokwaro reGiro. Kupanduka uku kwakaramba kuchingokura, uye vateveri vaAbhusharomu vakaramba vachiwanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhusaromu akatuma munhu kundodana Ahitoferi muGironi, gurukota raDhavhidhi, paguta rake Giro, panguva yakanga achibayira zvibayiro. Kurangana uku kukava nesimba, nokuti vanhu vakaramba vachiwanda kuna Abhusaromu.
Shona 2009?
Abhusaromu akatuma munhu kundodana Ahitoferi muGironi, gurukota raDhavhidhi, paguta rake Giro, panguva yakanga achibayira zvibayiro. Kurangana uku kukava nesimba, nokuti vanhu vakaramba vachiwanda kuna Abhusaromu.
Shona SUB 2002 Bible
Abhusaromu akatuma munhu kundodana Ahitoferi muGironi, chipangamazano waDhavhidhi, paguta rake Giro, panguva yakanga achibayira zvibairo. Kurangana uku kukava nesimba, nokuti vanhu vakaramba vachiwanda kuna Abhusaromu.