2 Samuel 15:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nhume yakaȿika kunaDavidi, ikati: Mŋoyo yaʋarume ʋaIsraeri yoteʋera Absaromi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nhume yakauya uye ikaudza Dhavhidhi kuti, “Varume veIsraeri vatorwa mwoyo naAbhusaromu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imwe nhume yakasvika pana Dhavhidhi ikati, “Uku mwoyo yavanhu yava pana Abhusharomu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nhume yakasvika kuna Dhavhidhi, ikati, “Mwoyo yavarume vaIsiraeri yotevera Abhusaromu.”
Shona 2009?
Zvino nhume yakasvika kuna Dhavhidhi, ikati, "moyo yavarume vaIsiraeri yotevera Abhusaromu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nhume yakasvika kuna Dhavhidhi, ikati, “Mwoyo yavarume VaIsiraeri yotevera Abhusaromu.”