2 Samuel 15:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Davidi akati kuʋaranda ʋake ʋose ʋakaŋga ʋanaye paJerusarema: Simukai, titize, nokuti kana tikasaɗaro, hapanomumŋe weɗu uŋgapukunyuka kunaAbsaromi; kurumidzai tiende, arege kutiɓata pakarepo, atiitire ɀakaipa, nokuparadza guta nomunondo unopinza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akati kumakurukota ake ose aiva naye muJerusarema, “Uyai! Ngatitizei, zvikasadaro tose hapana angapunyuka kubva kuna Abhusaromu. Tinofanira kubva pano izvozvi, kana tikasadaro angatibata akatiparadza uye akarwisa guta nomunondo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akabva ati kumakurukota ake ose aaiva navo muJerusaremu. “Ngatisimukei titize hatingambopunyuki pana Abhusharomu. Ngatikurumidzei, nokuti angakurumidze akativinga akatibata akatipinza munyatwa akaparadza guta namapakatwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Dhavhidhi akati kuvaranda vake vose vakanga vanaye paJerusaremu, “Simukai, titize nokuti kana tikasadaro, hapana mumwe wedu ungapukunyuka kuna Abhusaromu; kurumidzai tiende, arege kutibata pakarepo, atiitire zvakaipa, nokuparadza guta nomunondo unopinza.”
Shona 2009?
Ipapo Dhavhidhi akati kuvaranda vake vose vakanga vanaye paJerusaremu, "Simukai, titize nokuti kana tikasadaro, hapana mumwe wedu ungapukunyuka kuna Abhusaromu; kurumidzai tiende, arege kutibata pakarepo, atiitire zvakaipa, nokuparadza guta nomunondo unopinza."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Dhavhidhi akati kuvaranda vake vose vakanga vanaye paJerusaremu, “Simukai, titize nokuti kana tikasadaro, hapana mumwe wedu ungapukunyuka kuna Abhusaromu; kurumidzai tiende, arege kutibata pakarepo, atiitire zvakaipa, nokuparadza guta nomunondo unopinza.”