2 Samuel 15:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaranda ʋake ʋose ʋakapfuʋura kurutiʋi rwake, naʋaKereti ʋose, naʋaPereti ʋose, naʋaGiti ʋose, ʋarume ʋanamazana matanhatu ʋakaŋga ʋamuteʋera ʋacibva Gati, ʋakatuŋgamirira pamberi pamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vake vose vakapfuura pamberi pake, pamwe chete navaKereti navaPereti vose, uye namazana matanhatu ose avaGiti avo vakanga vabva naye kuGati, vakafamba vachipfuura napamberi pamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makurukota ake ose akapfuura paakanga ari vakaenda mberi pamwechete nevaKereti vose nevaPereti vose namakumi matanhatu ose avaGiti vakanga vamutevera kubva kuGati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varanda vake vose vakapfuura kurutivi rwake, navaKereti vose, navaPereti vose, navaGiti vose, varume vana mazana matanhatu vakanga vamutevera vachibva Gati, vakatungamirira pamberi pamambo.
Shona 2009?
Varanda vake vose vakapfuura kurutivi rwake, navaKereti vose, navaPereti vose, navaGiti vose, varume vana mazana matanhatu vakanga vamutevera vachibva Gati, vakatungamirira pamberi pamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Varanda vake vose vakapfuura kurutivi rwake, navaKereti vose, navaPereti vose, navaGiti vose, varume vana mazana matanhatu vakanga vamutevera vachibva Gati, vakatungamirira pamberi pamambo.