2 Samuel 15:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati kunaItai muGiti: Iwe unoendireiko nesu? Dzoka hako, ugare namambo, nokuti iwe uri mutorwa wakadziŋgwa; dzokera kunyika yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati kuna Itai muGiti, “Ko, wauyireiwo nesu? Dzokera unogara naMambo Abhusaromu. Uri mutorwa iwe, wakadzingwa kumusha kwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo vakati kuna Itai muGiti, “Ko, chawava kuenderawo nesu chiiko? Dzokera iwe, undogaraka zvako namambo uyu, nokuti iwe uri mutorwaka iwe uye uri kutopotera zvako kuno pawakatiza kumusha kwako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati kuna Itai muGiti, “Iwe unoendireiko nesu? Dzoka hako, ugare namambo, nokuti iwe uri mutorwa wakadzingwa; dzokera kunyika yako.
Shona 2009?
Mambo akati kuna Itai muGiti, "Iwe unoendireiko nesu? Dzoka hako, ugare namambo, nokuti iwe uri mutorwa wakadzingwa; dzokera kunyika yako.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati kuna Itai muGiti, “Iwe unoendireiko nesu? Dzoka hako, ugare namambo, nokuti iwe uri mutorwa wakadzingwa; dzokera kunyika yako.