2 Samuel 15:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Absaromi waimuka maŋgwanani, akandomira parutiʋi rwenzira pasuʋo; ɀino kana kuciŋge kunomunhu wakaŋga oʋuya kunamambo kuzotambirwa mhoȿa yake, Absaromi ndokumuɗana, akati: Uri weguta ripiko? Kana akati: Muranda wenyu unobva kunorumŋe rwamarudzi aIsraeri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aimuka mangwanani achindomira parutivi rwenzira yainanga pasuo reguta. Paiti kana munhu akauya kuna mambo kuzotambirwa mhosva yake, Abhusaromu aimudana oti kwaari, “Ko, iwe uri weguta ripi?” Iye aipindura achiti, “Muranda wenyu anobva kuno rumwe rwamarudzi avaIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aifumomuka mangwanani achindomira parutivi rwenzira yokusuwo guru. Aiti kana munhu auya kuzoenzanisirwa mhosva yake namambo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhusaromu waimuka mangwanani, akandomira parutivi rwenzira pasuo; zvino kana kuchinge kuno munhu wakanga ouya kuna mambo kuzotambirwa mhosva yake, Abhusaromu ndokumudana, akati, “Uri weguta ripiko?” Kana akati, “Muranda wenyu unobva kuno rumwe rwamarudzi aIsiraeri,”
Shona 2009?
Abhusaromu waimuka mangwanani, akandomira parutivi rwenzira pasuo; zvino kana kuchinge kuno munhu wakanga ouya kuna mambo kuzotambirwa mhosva yake, Abhusaromu ndokumudana, akati, "Uri weguta ripiko?" Kana akati, "Muranda wenyu unobva kuno rumwe rwamarudzi aIsiraeri,"
Shona SUB 2002 Bible
Abhusaromu waimuka mangwanani, akandomira parutivi rwenzira pasuwo; zvino kana kuchinge kuno munhu wakanga ouya kuna mambo kuzotambirwa mhosva yake, Abhusaromu ndokumudana, akati, “Uri weguta ripiko?” Kana akati, “Muranda wenyu unobva kuno rumwe rwamarudzi aIsiraeri,”