2 Samuel 15:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kunaItai: Cienda hako, uyambuke. Itai muGiti akayambuka, naʋanhu ʋake ʋose, naʋana ʋaɗuku ʋose ʋakaŋga ʋanaye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati kuna Itai, “Enda hako, famba.” Nokudaro Itai muGiti navanhu vake nemhuri dzose dzaiva naye vakafamba vachienda mberi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi ndokuti kuna Itai, “Ko chipfuuraka zvako.” Itai muGiti akabva apfuura navanhu vokwake nepwere dzaakanga anadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kuna Itai, “Chienda hako, uyambuke.” Itai muGiti akayambuka, navanhu vake vose, navana vaduku vose vakanga vanaye.
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kuna Itai, "Chienda hako, uyambuke." Itai muGiti akayambuka, navanhu vake vose, navana vaduku vose vakanga vanaye.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kuna Itai, “Chienda hako, uyambuke.” Itai muGiti akayambuka, navanhu vake vose, navana vaduku vose vakanga vanaye.