2 Samuel 15:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋenyika yose ʋakacema nenzwi guru, ʋanhu ʋose ʋakayambuka; naiye mambo amene akayambuka ʋo rukoʋa Kidroni, naʋanhu ʋose ʋakayambuka ʋo ʋakaenda nenzira yokurenje.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yose yakachema kwazvo apo vanhu vose vakanga vachipfuura. Namambowo akayambuka mupata weKidhironi, uye vanhu vose vakafamba vakananga kurenje.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yose yakahwihwi kuchema pavaingunopfuura nepo. Mambo akayambuka kakova keKidhironi vanhu vose vakafamba vachienda kurenje.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu venyika yose vakachema nezwi guru, vanhu vose vakayambuka; naiye mambo amene akayambukawo rukova Kidhoroni, navanhu vose vakayambukawo vakaenda nenzira yokurenje.
Shona 2009?
Vanhu venyika yose vakachema nenzwi guru, vanhu vose vakayambuka; naiye mambo amene akayambukawo rukova Kidhoroni, navanhu vose vakayambukawo vakaenda nenzira yokurenje.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu venyika yose vakachema nezwi guru, vanhu vose vakayambuka; naiye mambo amene akayambukawo rukova Kidhoroni, navanhu vose vakayambukawo vakaenda nenzira yokurenje.